Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 32:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Mwanakomana womunhu, ungudza nokuda kwavanhu vazhinji veIjipiti uye uvawisire pasi zvose iyo nyika navanasikana vendudzi dzine simba, pamwe chete navaya vanoburukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Mŋanakomana womunhu, wuŋgudza pamsoro paʋanhu ʋazhinji ʋeEgipita, uʋawisire pasi, iyo nyika naʋakunda ʋamarudzi anembiri, kuȿikira kunɀimbo dziri pasi penyika, pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Mwanakomana womunhu, ungudza pamusoro pavanhu vazhinji veIjipiti, uvawisire pasi, iyo nyika navakunda vamarudzi ane mbiri, kusvikira kunzvimbo dziri pasi penyika, pamwechete navanoburukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza kuchema gurusvusvu ravanhu veIjipiti uvaendese pasi pasi, iyo navanhukadzi vamarudzi makuru makuru kunyika yapasi pasi kuna vakadzika kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Iwe mwanakomana womunhu ungudza kuchema gurusvusvu ravanhu veIjipiti uvaendese pasi pasi, iyo navanhukadzi vamarudzi makuru makuru kunyika yapasi pasi kuna vakadzika kugomba.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 32:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy