Ezekieri 31:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Wakanga uchiyevedza parunako, namatavi awo akatandavara, nokuti midzi yawo yaidzika pasi kune mvura zhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Saiɀoɀo wakaŋga wakanaka paʋukuru bgawo, napakureɓa kwamataʋi awo; nokuti mudzi wawo wakaŋga uri mumvura zhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Saizvozvo wakanga wakanaka pakukura kwawo, napakureba kwamatavi awo; nokuti midzi yawo yakanga iri mumvura zhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kukura kwawakanga wakaita kwaiyevedza, nomureberowo wakanga wakaita mapazi awo nokuti midzi yawo yaienda kumvura yakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kukura kwawakanga wakaita kwaiyevedza, nomureberowo wakanga wakaita mapazi awo nokuti midzi yawo yaienda kumvura yakawanda. Viz kapitola |