Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 31:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Rangarirai Asiria, yaimbova musidhari muRebhanoni, wakanga una matavi akaisvonaka akanga akafukidzira dondo; wakanga wakareba kwazvo, manhengenya awo ari pamusoro pamashizha akapfumvutira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Tarira, muAsiria wakaŋga ari musidari paRebanoni, wakaŋga unamashizha akanaka, nomumvuri wakaita soweɗondo, wakareɓa kwaɀo; musoro wawo wakaŋga uri kumakore.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Tarira, muAsiria akanga ari musidhari paRebhanoni, akanga ana mashizha akanaka, nomumvuri wakaita sowendo, wakareba kwazvo; musoro wawo wakanga uri kumakore.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 SeAsiriaka! Yakanga yakaita somuti womusidhari wokuRebhanoni namapazi anoyevedza mumvuri wesango, wakareba zvikuru kwazvo zvokuti dzu-u kumira mukati megwindingwi chairo resango.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 SeAsiriaka! Yakanga yakaita somuti womusidhari wokuRebhanoni namapazi anoyevedza mumvuri wesango, wakareba zvikuru kwazvo zvokuti dzu-u kumira mukati megwindingwi chairo resango.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 31:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy