Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Pazuva iro, nhume dzichabva kwandiri dziri muzvikepe kuti dzindotyisidzira Etiopia kuti abve pakuvarairwa kwake. Ucharwadziwa pazuva rokuparadzwa kweIjipiti, nokuti zvirokwazvo rinouya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nezuʋa iro nhume dzicabva kwandiri neɀikepe kundotyisa ʋaEtiopia ʋasinehanya; ʋacaʋa nokurwadziwa kukuru, sapazuʋa reEgipita; nokuti, tarirai, ɀinoʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Nezuva iro nhume dzichabva kwandiri nezvikepe kundotyisa vaItiopia vasine hanya; vachava nokurwadziwa kukuru, sapazuva reIjipiti; nokuti, tarirai, zvinouya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Pazuva iroro nhumwa dzichabva kwandiri nengarava dzichindotyisidzira vanhu veItiopia vakavarairwa zvavo. Nhamo ichavawira zuva iroro rokuparara kweIjipiti nokuti hero rouya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Pazuva iroro nhumwa dzichabva kwandiri nengarava dzichindotyisidzira vanhu veItiopia vakavarairwa zvavo. Nhamo ichavawira zuva iroro rokuparara kweIjipiti nokuti hero rouya.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy