Ezekieri 30:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichatungidza moto kuIjipiti uye vabatsiri vayo vose vachaparadzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndaisa mŋoto paEgipita, ʋaɓatsiri ʋayo ʋose ʋaparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaisa moto paIjipiti, vabatsiri vayo vose vaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 ndipo pamuchazoziva kuti ndini Tenzi kana ndapisa Ijipiti nomoto vatsigiri vayo vose vakaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 ndipo pamuchazoziva kuti ndini Tenzi kana ndapisa Ijipiti nomoto vatsigiri vayo vose vakaparadzwa. Viz kapitola |