Ezekieri 30:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Zvanzi naJehovha: “ ‘Vanotsigira Ijipiti vachawa uye simba rainozvikudza naro richapera. Kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, vachaurayiwa nomunondo mukati pake, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀanzi naJehova: Naiʋo ʋanotsigira Egipita ʋacaparadzwa; kuɀikudza kwesimba rayo kucaɗerera; ʋacaparadzwa’mo nomunondo kubva paMigdori kuȿikira paSevene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvanzi naJehovha, “Naivo vanotsigira Ijipiti vachaparadzwa; kuzvikudza kwesimba rayo kuchaderera; vachaparadzwamo nomunondo kubva paMigidhori kusvikira paSevhene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Zvanzi naTenzi Mwari, “Vanotsigira Ijipiti vachaputsika kuzvikudza kwayo nesimba kuchaderera kubvira kuMigidhori kusvikira kuAswani vachati nebakatwa rakata mukati mayo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Zvanzi naTenzi Mwari, “Vanotsigira Ijipiti vachaputsika kuzvikudza kwayo nesimba kuchaderera kubvira kuMigidhori kusvikira kuAswani vachati nebakatwa rakata mukati mayo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitola |