Ezekieri 30:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zuva iroro richava rerima paTapanhesi, pandichavhuna joko reIjipiti; kuzvikudza kwesimba raro kuchapera ipapo. Richafukidzwa namakore, uye misha yaro ichatapwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 PaTapanesi masikati acaita rima, kana ndicivuna’po majoko eEgipita, kuɀikudza kwesimba raro kucapera mukati maro; kana riri iro, ricafukidzwa negore, ʋakunda ʋaro ʋacatapxa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 PaTapanesi masikati achaita rima, kana ndichivhunapo majoko eIjipiti, kuzvikudza kwesimba raro kuchapera mukati maro; kana riri iro, richafukidzwa negore, vakunda varo vachatapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 KuTehafunehesi kuchasviba masikati machena pandichaparadzako umambo hweIjipiti uye kuzvitutumadza kwaro nesimba kuchapera rigonzi kwidiba negore. Vanasikana varo vachaenda kuutapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 KuTehafunehesi kuchasviba masikati machena pandichaparadzako umambo hweIjipiti uye kuzvitutumadza kwaro nesimba kuchapera rigonzi kwidiba negore. Vanasikana varo vachaenda kuutapwa. Viz kapitola |