Ezekieri 3:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Zvino iwe, mwanakomana womunhu, vachakusunga netambo; uchasungwa zvokuti haungabudi uchienda kuvanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi iwe, mŋanakomana womunhu, tarira, ʋacaʋuya neɀisuŋgo kwauri, ʋacakusuŋga naɀo, kuti urege kuɓuɗira pakati paʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi iwe, Mwanakomana womunhu, tarira, vachauya nezvisungo kwauri, vachakusunga nazvo, kuti urege kubudira pakati pavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Iwe mwanakomana womunhu uchasungwa netambo zvokutadza kubuda mukati mavanhu. Viz kapitola |