Ezekieri 3:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka ndakasimuka ndikaenda kubani. Uye kubwinya kwaJehovha kwakanga kumire ipapo, kwakaita sokubwinya kwandakamboona paRwizi rweKebhari, ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ndakasimuka, ndikaenda kuɓani, ndikaʋona kubginya kwaJehova kumire’po, kwakafanana nokubginya kwandakaʋona parwizi rwaKebari; ndikawira pasi neciso caŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino ndakasimuka, ndikaenda kubani, ndikaona kubwinya kwaJehovha kumirepo, kwakafanana nokubwinya kwandakaona parwizi rwaKebhari; ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saizvozvowo ndakasimuka ndikaenda kubani, onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kumire pakadaro apo sokupenya kuya kwandakaona pedyo nerwizi rwaKebhari ndikabva ndati pasi zvambarara uso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saizvozvowo ndakasimuka ndikaenda kubani, onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kumire pakadaro apo sokupenya kuya kwandakaona pedyo nerwizi rwaKebhari ndikabva ndati pasi zvambarara uso. Viz kapitola |