Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Asi kana iwe ukamuyambira asi iye akaramba kutendeuka pazvakaipa zvake kana panzira dzake dzakaipa, iye achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe uchange wazviponesa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi kana iwe ukanyeʋera wakaipa, akasatendeʋuka paɀakaipa ɀake, kana panzira yake yakaipa, iye ucafira muɀakaipa ɀake, asi iwe warwira hako mŋeya wako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi kana iwe ukanyevera akaipa, akasatendeuka pazvakaipa zvake, kana panzira yake yakaipa, iye achafira muzvakaipa zvake, asi iwe waponesa hako mweya wako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi kana uchinge wayambira akaipa iyeyo, iye agorega zvake kutendeuka kuuipi hwake kana munzira yake yakaipa, achafira muuipi hwake ihwohwo, asi iwe unenge wanunura mweya wako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi kana uchinge wayambira akaipa iyeyo, iye agorega zvake kutendeuka kuuipi hwake kana munzira yake yakaipa, achafira muuipi hwake ihwohwo, asi iwe unenge wanunura mweya wako.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy