Ezekieri 3:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu, zvino ugoenda undotaura neimba yaIsraeri.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ipapo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, cidya caunowana; cidya rugwaro urwu rwakapetwa, uende, undotaura neimba yaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chidya chaunowana; chidya rugwaro urwu rwakapetwa uende, undotaura neimba yaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Akanditizve, “Mwanakomana womunhu idya zvauri kupiwa izvo. Idya bhuku rokumononora iri uende undotaura kumba yeIsiraeri.” Viz kapitola |