Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 29:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndiri kuzopa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, uye iye achatapa pfuma yayo. Achapamba nokutora nyika somuripo wehondo yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, nyika yeEgipita ndicaipa Nebukadrezari mambo weBabironi; iye ucatapa ʋanhu ʋayo ʋazhinji, nokutora ɀaacapamba, nokutora ɀaacatapa; ndiɀo ɀicaʋa muɓairo wehondo yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, nyika yeIjipiti ndichaipa Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi; iye uchatapa vanhu vayo vazhinji, nokutora zvaachapamba, nokutora zvaachatapa; ndizvo zvichava mubayiro wehondo yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwai, ndava kupa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhireza, mambo weBhabhironi; achatakura upfumi hwayo; achaitora nokuipamba. Ndiwo uchava muripo wamasoja avo iwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwai, ndava kupa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhireza, mambo weBhabhironi; achatakura upfumi hwayo; achaitora nokuipamba. Ndiwo uchava muripo wamasoja avo iwoyo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 29:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy