Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 28:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 ndava kuzouyisa vatorwa kuti vazokurwisa, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi dzose, vachavhomora minondo yavo kuti varwise kunaka nokuchenjera kwako, vagosvibisa kupenya kwokubwinya kwako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 naiɀoɀo tarira, ndinoʋuyisa ʋatorwa pamsoro pako, iʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi ose; ʋacavomorera kunaka kwoʋucenjeri bgako minondo yaʋo, ʋacaȿiɓisa kubginya kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 naizvozvo tarira, ndinouyisa vatorwa pamusoro pako, ivo vanotyisa pakati pamarudzi ose; vachavhomorera kunaka kwohuchenjeri hwako minondo yavo, vachasvibisa kubwinya kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 naizvozvo chirega uone, ndichakuunzira vatorwa pauri, vanhu vakaipa mwoyo pamarudzi ose. Vachaburitsira bakatwa ravo voparadza runako rwoungwaru hwako uye vagosvibisa iyo mbiri yako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 naizvozvo chirega uone, ndichakuunzira vatorwa pauri, vanhu vakaipa mwoyo pamarudzi ose. Vachaburitsira bakatwa ravo voparadza runako rwoungwaru hwako uye vagosvibisa iyo mbiri yako.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 28:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy