Ezekieri 28:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Wakazviwanira pfuma nouchenjeri hwako nokunzwisisa kwako, uye wakazviunganidzira goridhe nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 wakaɀiwanira fuma noʋucenjeri bgako ʋuye nokuziʋa kwako, ukaɀiwanira ndarama nesirveri muɀiʋigiro ɀefuma yako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 wakazviwanira pfuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe; Viz kapitola |