Ezekieri 28:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Wakachenjera kukunda Dhanieri here? Hauna chakavanzika chausingazivi here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 tarira, unokunda Danieri pakucenjera kwako, hakune‐cakaʋanzika causiŋgaziʋi iwe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 tarira, unokunda Dhanieri pakuchenjera kwako, hakuna chakavanzika chausingazivi iwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri, Viz kapitola |