Ezekieri 28:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kworunako rwako, uye wakaodza uchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako. Saka ndakakukanda panyika; ndakakuita chinhu chinosekwa pamberi pamadzimambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋoyo wako wakaɀikudza nokuɗa kwokunaka kwako; wakaʋodza ʋucenjeri bgako nokuɗa kwokubginya kwako; ndakakuwisira pasi, ndakakuisa pamberi pamadzimambo kuti ʋakuʋone. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mwoyo wako wakazvikudza nokuda kwokunaka kwako; wakaodza huchenjeri hwako nokuda kwokubwinya kwako; ndakakuwisira pasi, ndakakuisa pamberi pamadzimambo kuti vakuone. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Wakava nomwoyo wokuzvikudza pamusana porunako rwako; wakaodza ungwaru hwako uchifuririka nomukurumbira wako. Ndakakunda pasi ndikakuisa pachena zvapo panotoonekwawo namamwe madzimambo kuti vakutarise zvavo. Viz kapitola |