Ezekieri 2:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo ndakatarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri. Marwuri makanga mune gwaro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ndakati ndicitarira, ndikaʋona ruʋoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, buku yakapetwa yakaŋga iri’mo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino ndakati ndichitarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, bhuku yakapetwa yakanga irimo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa. Viz kapitola |