Ezekieri 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vandinokutuma kwavari, vakavangarara uye vakasindimara. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋana ʋaneɀiso ɀisinokunyara nemŋoyo mikukutu; ndinokutumira kwaʋari, iwe uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vana vane zviso zvisina kunyara nemwoyo mikukutu; ndinokutumira kwavari, iwe uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakaoma musoro; ndambakuudzwa dzavanhu, ndavakukutuma kwavari undovataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakaoma musoro; ndambakuudzwa dzavanhu, ndavakukutuma kwavari undovataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari Viz kapitola |