Ezekieri 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akati achitaura, Mweya wakapinda mandiri ukandisimudza netsoka dzangu, ndikamunzwa achitaura neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino wakati acitaura neni, Mŋeya ndokupinda mukati maŋgu, akandimisa namakumbo aŋgu; ndikanzwa wakaŋga acitaura neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino akati achitaura neni, Mweya ndokupinda mukati mangu, akandimisa namakumbo angu; ndikanzwa akanga achitaura neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Paakataura kwandiri, Mweya wakapinda mandiri akandisimudza ndikamira namakumbo angu ndikamunzwa achitaura kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Paakataura kwandiri, Mweya wakapinda mandiri akandisimudza ndikamira namakumbo angu ndikamunzwa achitaura kwandiri. Viz kapitola |