Ezekieri 14:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai Noa, naDhanieri naJobho vaivamo, havaigona kuponesa mwanakomana kana mwanasikana. Vaingozviponesa ivo chete nokuda kwokururama kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kunyaŋge Noa naDanieri naJobo ʋaiʋa’mo, noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, — haʋaŋgarwiri mŋanakomana kana mŋanasikana; ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 kunyange Noa naDhanieri naJobho vaivamo, noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, havangwarwiri mwanakomana kana mwanasikana; vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 kunyangova dai Nowa naDhanieri naJobhu vaiva mairi hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari vangadai vasingagone kununura mwana wavo mukomana kana musikana. Asi kuti chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu hwavo ivo nokururama kwavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 kunyangova dai Nowa naDhanieri naJobhu vaiva mairi hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutarura Tenzi Mwari vangadai vasingagone kununura mwana wavo mukomana kana musikana. Asi kuti chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu hwavo ivo nokururama kwavo.” Viz kapitola |