Ezekieri 14:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “Kana dai ndikatuma denda munyika ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo nokuteura ropa, ndichauraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀimŋe kana ndikatuma hosha yakaipa munyika iyo, ndikaɗurura hasha dzaŋgu pamsoro payo neropa, kuti ndiparadze’mo ʋanhu neɀipfuwo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvimwe kana ndikatuma hosha yakaipa munyika iyo, ndikadurura hasha dzangu pamusoro payo neropa, kuti ndiparadzemo vanhu nezvipfuwo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kunyangewo ndikatumira denda munyika imomo ndopedzera pairi hasha dzangu neropa ndichiparadza mairi munhu nemhuka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kunyangewo ndikatumira denda munyika imomo ndopedzera pairi hasha dzangu neropa ndichiparadza mairi munhu nemhuka, Viz kapitola |