Ezekieri 14:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai varume ava vatatu vaivamo, havaizogona kuponesa vanakomana vavo kana vanasikana vavo. Ivo voga ndivo vaizoponeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kunyaŋge ʋarume aʋa ʋatatu ʋaiʋa’mo, — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — haʋaŋgarwiri ʋanakomana kana ʋanasikana; asi iʋo ʋamene ʋoga ʋaŋgarwirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 kunyange varume ava vatatu vaivamo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha havangarwiri vanakomana kana vanasikana; asi ivo vamene voga vangwarwirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 kunyange zvazvo varume vatatu ava vaivamo, hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari havaimbogona kununura vana vavo vakomana kana vasikana, asi ivo voga ndovaitonunurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 kunyange zvazvo varume vatatu ava vaivamo, hezvino ndakadai, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari havaimbogona kununura vana vavo vakomana kana vasikana, asi ivo voga ndovaitonunurwa. Viz kapitola |