Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 14:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Kana dai ndaiuyisa munondo kuzorwisa nyika iyo ndikati, ‘Munondo ngaupfuure nomunyika yose,’ uye ndikauraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀimŋe kana ndikaʋuyisa munondo pamsoro penyika iyo, ndikati: Munondo, pfuʋura napakati penyika! ndikaparadza’mo ʋanhu neɀipfuwo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Zvimwe kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika iyo, ndikati, ‘Munondo, pfuura napakati penyika!’ Ndikaparadzamo vanhu nezvipfuwo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Kana kuti ini ndikaunzira nyika iyoyo nhamo yebakatwa, ndigoti bakatwa ngaripinde nomunyika iyoyo ndikaparadza mairi munhu nemhuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Kana kuti ini ndikaunzira nyika iyoyo nhamo yebakatwa, ndigoti bakatwa ngaripinde nomunyika iyoyo ndikaparadza mairi munhu nemhuka,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 14:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy