Ezekieri 14:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 kunyange dai varume vatatu ava, Noa, Dhanieri naJobho, vaiva mairi vaingogona kuzviponesa ivo pachavo nokuda kwokururama kwavo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 kunyaŋge ʋanhu aʋa ʋatatu, Noa naDanieri naJobo, ʋakaʋa’mo, ʋaŋgarwira mŋeya yaʋo yoga nokururama kwaʋo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 kunyange vanhu ava vatatu, Noa naDhanieri naJobho, vakavamo, vangarwira mweya yavo yoga nokururama kwavo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 kunyange zvazvo varume vatatu ava vanoti Nowa naDhanieri naJobhu vaivamo, chavaikwanisa chete kungozvinunura upenyu noururami hwavo ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitola |