Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 14:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokusatendeka kwayo uye ini ndikatambanudza ruoko rwangu pamusoro payo kuti ndiparadze kugoverwa kwayo zvokudya nokutumira nzara pamusoro payo nokuuraya vanhu vayo nezvipfuwo zvayo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Mŋanakomana womunhu, kana kunenyika iciŋge yanditadzira nokuɗarika, ini ndikatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro payo, ndikavuna muɗonɀo weɀokudya ɀayo, ndikatuma nzara pamsoro payo, nokuparadza’po ʋanhu neɀipfuwo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Mwanakomana womunhu, kana kune nyika ichinge yanditadzira nokudarika, ini ndikatambanudzira ruoko rwangu pamusoro payo, ndikavhuna mudonzvo wezvokudya zvayo, ndikatuma nzara pamusoro payo, nokuparadzapo vanhu nezvipfuwo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Iwe mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokuita kwayo kusina kutendeka ini ndikaisumudzira roruoko rwangu ndikaishayisa zvokudya ndaitumira shangwa yenzara ndichitsakatisa munhu nemhuka mairi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Iwe mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokuita kwayo kusina kutendeka ini ndikaisumudzira roruoko rwangu ndikaishayisa zvokudya ndaitumira shangwa yenzara ndichitsakatisa munhu nemhuka mairi,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 14:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy