Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 13:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Nokuti makaodza mwoyo yavakarurama nenhema dzenyu, vandakanga ndisina kuchemedza ini, uye nokuti makakurudzira vakaipa kuti varege kutendeuka panzira dzavo dzakaipa nokudaro vaponese mweya yavo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti nenhema dzenyu makarwadza mŋoyo wowakarurama, wandisina‐kucemedza, mukasimbisa maʋoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Nokuti nenhema dzenyu makarwadza mwoyo wowakarurama, wandisina kuchemedza, mukasimbisa maoko owakaipa, kuti arege kudzoka panzira yake yakaipa, aponeswe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 “Pamusana pokuti makaodza mwoyo mururami namanyepo kunyange zvazvo ini ndakanga ndisina kumuodza mwoyo mukakurudzira akaipa kuti arege kutendeuka achisiya gwara rake rakaipa kuti azviponesewo upenyu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 “Pamusana pokuti makaodza mwoyo mururami namanyepo kunyange zvazvo ini ndakanga ndisina kumuodza mwoyo mukakurudzira akaipa kuti arege kutendeuka achisiya gwara rake rakaipa kuti azviponesewo upenyu;

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 13:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy