Ezekieri 11:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vanoti, ‘Ko, nguva haisati yasvika here yokuvaka dzimba? Guta rino ihari yokubikira, uye isu tisu nyama.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ʋanoti: Ŋguʋa icigere kusweɗera yokuʋaka dzimba, guta rino igate, isu tiri nyama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 vanoti, ‘Nguva ichigere kuswedera yokuvaka dzimba, guta igate, isu tiri nyama.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 vachifurira vanhu kuti, ‘Nguva yokuvaka dzimba haisati yasvika. Iro guta rino ndiro bhodho, isu ndisu nyama yacho.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 vachifurira vanhu kuti, ‘Nguva yokuvaka dzimba haisati yasvika. Iro guta rino ndiro bhodho, isu ndisu nyama yacho.’ Viz kapitola |