Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 11:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanorangana zvakaipa nokupa mano akaipa muguta rino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, aʋa ndiʋo ʋarume ʋanofuŋga ɀakaipa, ʋanorairira mano akaipa muguta rino;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, ava ndivo varume vanofunga zvakaipa, vanorayirira mano akaipa muguta rino;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Iye akabva anditi, “Iwe mwanakomana womunhu, varume ivava ndivo vakaruka mazano akaipa vachisoka guta rino mano akaipa

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 11:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy