Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 11:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Muchaurayiwa nomunondo, uye ini ndichakutongai pamiganhu yaIsraeri. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mucaʋurawa nomunondo; ndicakutoŋgai munyika yaIsraeri: ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Muchaurawa nomunondo; ndichakutongai munyika yaIsiraeri, zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Muchafa rufu rwebakatwa; ndichakutongerai kumuganhu weIsiraeri. Ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 11:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy