Ezekieri 10:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mubvumo wamapapiro amakerubhi wainzwika kusvikira kuruvazhe rwokunze, senzwi raMwari Wamasimba Ose kana achitaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mubvumo wamapapiro amakerubi wakanzwika kuȿikira kuruʋazhe rwokunze, senzwi raMŋari Wamasimba‐ose, kana acitaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mubvumo wamapapiro amakerubhi wakanzwika kusvikira kuruvanze rwokunze, sezwi raMwari waMasimbaose, kana achitaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kubhabhama kwamapapiro amakerubhu kwainzwika kusvikira kunhandare yokunze zvichiita sezwi raiye Aripagomo paanenge otaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kubhabhama kwamapapiro amakerubhu kwainzwika kusvikira kunhandare yokunze zvichiita sezwi raiye Aripagomo paanenge otaura. Viz kapitola |