Ezekieri 10:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvino makerubhi akanga akamira parutivi rwezasi kwetemberi murume paakapinda, uye gore rakazadza ruvazhe rwomukati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino makerubi akaŋga amire parutiʋi rworudyi rweimba, paŋguʋa yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruʋazhe rwomukati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda kwomurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Izvozvo makerubhu aiva amire kumaodzanyemba kwemba iyoyo pakapindamo munhu uya; gore rakazadza nhandare iya yomukatikati. Viz kapitola |