Ezekieri 10:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakabva pamusoro pechikumbaridzo chetemberi kukamira pamusoro pamakerubhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo kubginya kwaJehova kwakaɓuɗa pacikumbaridzo ceimba, ndokumira pamsoro pamakerubi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakabuda pachikumbaridzo cheimba, ndokumira pamusoro pamakerubhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwazobva kumusuo kwemba kukandomira pamusoro pamakerubhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwazobva kumusuo kwemba kukandomira pamusoro pamakerubhu. Viz kapitola |