Ezekieri 1:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvakanga zvina maoko omunhu pasi pamapapiro azvo pamativi azvo mana. Zvose zviri zvina zvaiva nezviso namapapiro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀakaŋga ɀinamaʋoko omunhu pasi pamapapiro aɀo kumatiʋi aɀo manna; ɀose ɀiri ɀinna ɀakaŋga ɀakaɗai paɀiso ɀaɀo namapapiro aɀo: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvakanga zvina maoko omunhu pasi pamapapiro azvo kumativi azvo mana; zvose zviri zvina zvakanga zvakadai pazviso zvazvo namapapiro azvo: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pasi pamapapiro azvo, kumativi mana azvo, zvaiva namaoko omunhu. Pahuna hwazvo, uso hwazvo namapapiro azvo zvakanga zvakamira zvakadai sezvizvi: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pasi pamapapiro azvo, kumativi mana azvo, zvaiva namaoko omunhu. Pahuna hwazvo, uso hwazvo namapapiro azvo zvakanga zvakamira zvakadai sezvizvi: Viz kapitola |