Ezekieri 1:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Makumbo azvo akanga akarurama; tsoka dzazvo dzakanga dzakaita sedzemhuru uye dzichipenya sendarira yakabwinyiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Makumbo aɀo akaŋga akarurama, pasi petsoka dzaɀo pakaŋga pakaita sapasi petsoka dzemhuru; dzaipenya sendarira yakabginyiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Makumbo azvo akanga akarurama, pasi petsoka dzadzo pakanga pakaita sapasi petsoka dzemhuru; dzaipenya sendarira yakabwinyiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Makumbo azvo aiva akati twasu uye tsoka dzamakumbo azvo dzakanga dzakaita samazondo emhuru dzichipenya sendarira yakakwenenzverwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Makumbo azvo aiva akati twasu uye tsoka dzamakumbo azvo dzakanga dzakaita samazondo emhuru dzichipenya sendarira yakakwenenzverwa. Viz kapitola |