Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 (Naizvozvo mazuva aya akadaidzwa kuti Purimu, kubva pavara rokuti puri.) Nokuda kwezvakanyorwa zvose mutsamba uye nokuda kwezvavakanga vaona, nezvakaitika kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Naiɀoɀo ʋakatumidza zita ramazuʋa iwayo Purimi nezita rePuri. Ɀino nokuɗa kwamashoko ose eŋwadi iyo, neɀaʋakaʋona pamsoro pecinhu ico, neɀaʋakaitirwa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Naizvozvo vakatumidza zita ramazuva iwayo Purimi nezita rePuri. Zvino nokuda kwamashoko ose e’nwadhi iyo, nezvavakaona pamusoro pechinhu icho, nezvavakaitirwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Naizvozvo vakatumidza mazuva iwaya zita rokuti Purimu zvichibva kune izwi rokuti Puri. Saka naizvozvo, pamusana pezvose zvakanga zvakanyorwa mutsamba iyoyo nedzavakanga vasangana nadzo panyaya iyoyi nezvakanga zvavawira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Naizvozvo vakatumidza mazuva iwaya zita rokuti Purimu zvichibva kune izwi rokuti Puri. Saka naizvozvo, pamusana pezvose zvakanga zvakanyorwa mutsamba iyoyo nedzavakanga vasangana nadzo panyaya iyoyi nezvakanga zvavawira;

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

26 Naizvozvo vakatumidza zita ramazuva iwayo Purimi nezita rePuri. Zvino nokuda kwamashoko ose etsamba iyo, nezvavakaona pamusoro pechinhu icho, nezvavakaitirwa,

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy