Estere 8:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 KuvaJudha kwaiva nechiedza, nomufaro nokufarisisa nokukudzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ƲaJuda ʋakaʋa neciedza, nomufaro, nokufara kukuru, nokukudzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 VaJudha vakava nechiedza, nomufaro, nokufara kukuru, nokukudzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 VaJudha vakava nechiedza vakapembera vachifara vakanzwa kuremekedzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 VaJudha vakava nechiedza vakapembera vachifara vakanzwa kuremekedzwa. Viz kapitolaShona BIBLE16 VaJudha vakava nechiedza, nomufaro, nokufara kukuru, nokukudzwa. Viz kapitola |