Estere 7:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakanga agadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakadzikira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo ʋakasuŋgirira Hamani pamatanda aakagadzirira Mordekai. Ipapo kutsamŋa kwamambo kwakanyarara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakagadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakanyarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mambo akabva ati, “Indomusungirirai ipapo.” Saizvozvo vakandosungirira Hamani pamutandariko wemapango uya waakanga agadzirira Modhekai. Ndopakazoserera hasha dzamambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mambo akabva ati, “Indomusungirirai ipapo.” Saizvozvo vakandosungirira Hamani pamutandariko wemapango uya waakanga agadzirira Modhekai. Ndopakazoserera hasha dzamambo. Viz kapitolaShona BIBLE10 Naizvozvo vakasungirira Hamani pamatanda aakagadzirira Modhekai. Ipapo kutsamwa kwamambo kwakanyarara. Viz kapitola |