Online Bible

- Reklamy -

Estere 6:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo nguo youshe nebhiza ngazviiswe kuno mumwe wamakurukota amambo anokudzwa kwazvo. Ngavapfekedze munhu uyo mambo waanofarira kukudza, vamutungamirire ari pabhiza vachipinda nomumigwagwa iri pakati peguta, vachidanidzira pamberi pake vachiti, ‘Izvi ndizvo zvinoitirwa munhu uyo mambo anofarira kukudza!’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 ɀino ŋguʋo nebiza ŋgaɀiiswe pamaʋoko omumŋe wamacinda amambo unokudzwa kwaɀo, kuti ʋafukidze munhu uyo mambo waanoɗa kukudza, ʋagomufambisa munzira dzomuguta, akataȿa biza, ʋaɗanidzire pamberi pake, ʋaciti: Munhu mambo waanoɗa kukudza ŋgaaitirwe saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 zvino nguo nebhiza ngazviiswe pamaoko omumwe wamachinda amambo anokudzwa kwazvo, kuti vafukidze munhu uyo, mambo waanoda kukudza, vagomufambisa munzira dzomuguta, akatasva bhiza, vadanidzire pamberi pake, vachiti, ‘Munhu, mambo waanoda kukudza, ngaaitirwe saizvozvo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Hanzu idzodzo nebhiza racho, ngazviiswe mumaoko merimwe jinda rokwamambo rapamusoro-soro. Jinda iroro ngarishongedzwe hanzu idzodzo munhu wacho anoda kuremekedzwa namambo. Jinda iroro ngarifambe nomunhu iyeyo napamusika weguta rino achidaidzira ari mberi kwake kuti, ‘Izvi ndizvo zvinoitwa namambo kumunhu waanenge ada kuremekedza!’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Shona BIBLE

9 zvino nguo nebhiza ngazviiswe pamaoko omumwe wamachinda amambo anokudzwa kwazvo, kuti vafukidze munhu uyo, mambo waanoda kukudza, vagomufambisa munzira dzomuguta, akatasva bhiza, vadanidzire pamberi pake, vachiti, ‘Munhu, mambo waanoda kukudza, ngaaitirwe saizvozvo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Estere 6:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy