Estere 6:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mambo akabvunza akati, “Modhekai akagamuchira kukudzwa nerumbidzo yei nokuda kwaizvozvi.” Varanda vake vakati, “Hapana chaakaitirwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo mambo akati: Mordekai wakakudzwa nokurumbidzwa seiko pamsoro pecinhu ici? Ʋaranda ʋamambo ʋaimuɓatira ʋakati: Haana‐caakaitirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akati, “Chii chaizvo chakapiwa Modhekai kuitira nyaya iyoyi chokumuremekedza kana chokumukudzawo nacho?” Machinda amambo aimushandira akati, “Hapana chaakaitirwa uya!” Viz kapitolaShona BIBLE3 Ipapo mambo akati, “Modhekai akakudzwa nokurumbidzwa seiko pamusoro pechinhu ichi?” Varanda vamambo vaimubatira vakati, “Haana chaakaitirwa.” Viz kapitola |