Estere 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana ndanzwirwa nyasha namambo uye kana zvichifadza mambo kupedza chichemo changu nokuzadzisa chikumbiro changu, mambo ngaauye mangwana naHamani kumabiko andichavagadzirira. Ipapo ndichapindura mubvunzo wamambo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo aciɗa kundipa candinonyeŋgetera, nokuita candinokumbira, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye kumafundo andicaʋagadzirira, maŋgwana ndicaita seɀarebga namambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo achida kundipa chandinonyengetera, nokuita chandinokumbira, mambo naHamani ngavauye kumafundo andichavagadzirira, mangwana ndichaita sezvarehwa namambo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 kana imi mambo mandiitirawo tsiye nyoro uye kana zvichikufadzaiwo mambo kuti munzwe chichemo changu mundiitirewo zvandichakukumbirai, dai mambo naHamani vakazouya kumabiko andichakuitirai, mangwana ndopandichazoita zvarehwa namambo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 kana imi mambo mandiitirawo tsiye nyoro uye kana zvichikufadzaiwo mambo kuti munzwe chichemo changu mundiitirewo zvandichakukumbirai, dai mambo naHamani vakazouya kumabiko andichakuitirai, mangwana ndopandichazoita zvarehwa namambo.” Viz kapitolaShona BIBLE8 “Kana ndanzwirwa tsitsi namambo, kana mambo achida kundipa chandinonyengetera, nokuita chandinokumbira, mambo naHamani ngavauye kumafundo andichavagadzirira, mangwana ndichaita sezvarehwa namambo.” Viz kapitola |