Online Bible

- Reklamy -

Estere 5:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Hamani akatizve, “Hazvisi izvozvo chete, ndini chete munhu akakokwa navahosi Esteri kuti ndiperekedze mambo kumabiko aakatiitira. Zvino andikokazve mangwana pamwe namambo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Hamani akapfuʋura akati: Naʋahosi Estere haʋana‐kutendera mumŋe munhu kupinda namambo kumafundo aʋakagadzira, asi ini ndoga; ʋuye maŋgwana ʋo ndaɗanwa naʋo pamŋe cete namambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Hamani akapfuura akati, “Navahosi Esiteri havana kutendera mumwe munhu kupinda namambo kumapfundo avakagadzira, asi ini ndoga; uye mangwanawo ndadanwa navo pamwechete namambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Hamani akatiwo, “Kana naivo vahosi vamambo chaivo, Esita haana mumwe waakati auye namambo kumabiko aakanga agadzirira kusiya inini chete. Izvozvi namagwanawo ivo vakatondikokazve pamwechete namambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Hamani akatiwo, “Kana naivo vahosi vamambo chaivo, Esita haana mumwe waakati auye namambo kumabiko aakanga agadzirira kusiya inini chete. Izvozvi namagwanawo ivo vakatondikokazve pamwechete namambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

12 Hamani akapfuura akati, “Navahosi Esiteri havana kutendera mumwe munhu kupinda namambo kumapfundo avakagadzira, asi ini ndoga; uye mangwanawo ndadanwa navo pamwechete namambo.

Viz kapitola kopírovat

Estere 5:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy