Online Bible

- Reklamy -

Estere 4:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Varandakadzi vaEsteri navaranda vake pavakasvika vakamuudza nezvaModhekai, akatambudzika zvikuru. Akamutumira mbatya kuti apfeke panzvimbo yamasaga ake, asi haana kuzvigamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋasikana ʋaEstere naʋaranda ʋake ʋakandomuʋudza iɀoɀo; ʋahosi ʋakaɓatwa neshuŋgu kwaɀo, ʋakatumira Mordekai ŋguʋo, kuti adzifuke, abvise magumbu; asi wakaramba kudzigamucira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vasikana vaEsiteri navaranda vake vakandomuudza izvozvo; vahosi vakabatwa neshungu kwazvo, vakatumira Modhekai nguo, kuti adzifuke, abvise masaga; asi wakaramba kudzigamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vasikana vaEsita navayuniki vake pavakasvitsa shoko irori kwavari, vahosi vamambo vakarwadziwa kwazvo nazvo. Vakatumira hanzu dzokuti Modhekai agopfekenura hanzu dzake dzamasaga asi akadziramba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vasikana vaEsita navayuniki vake pavakasvitsa shoko irori kwavari, vahosi vamambo vakarwadziwa kwazvo nazvo. Vakatumira hanzu dzokuti Modhekai agopfekenura hanzu dzake dzamasaga asi akadziramba.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

4 Zvino vasikana vaEsiteri navaranda vake vakandomuudza izvozvo; vahosi vakabatwa neshungu kwazvo, vakatumira Modhekai nguo, kuti adzifuke, abvise masaga; asi wakaramba kudzigamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Estere 4:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy