Online Bible

- Reklamy -




Estere 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vabati vose vomuumambo vaimira pamusuo vakamupfugamira vakapa rukudzo kuna Hamani, nokuti mambo akanga arayira kuti aitirwe izvi. Asi Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumukudza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋaranda ʋose ʋamambo ʋakaŋga ʋari pasuʋo ramambo ʋakakotama nokufugamira Hamani; nokuti mambo wakaŋga araira saiɀoɀo pamsoro pake. Asi Mordekai haana‐kukotama kana kumufugamira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino varanda vose vamambo vakanga vari pasuo ramambo vakakotama nokupfugamira Hamani; nokuti mambo akanga araira saizvozvo pamusoro pake. Asi Modhekai haana kukotama kana kumupfugamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvino makurukota ose amambo akanga ari epasuo guru rokwamambo vaikotama vachiremekedza Hamani nokuti ndozvakanga zvatemwa namambo nezvake. Asi Modhekai haaipfugama achimugwadamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvino makurukota ose amambo akanga ari epasuo guru rokwamambo vaikotama vachiremekedza Hamani nokuti ndozvakanga zvatemwa namambo nezvake. Asi Modhekai haaipfugama achimugwadamira.

Viz kapitola kopírovat

Shona BIBLE

2 Zvino varanda vose vamambo vakanga vari pasuwo ramambo vakakotama nokupfugamira Hamani; nokuti mambo akanga araira saizvozvo pamusoro pake. Asi Modhekai haana kukotama kana kumupfugamira.

Viz kapitola kopírovat




Estere 3:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy