Estere 1:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akabvunza achiti, “Pamurayiro chii chinofanira kuitwa kuna vaHosi Vhashiti? Havana kuteerera kurayira kwaMambo Zekisesi sokuudzwa kwavaitwa navaranda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akati: Murairo unoti kuɗini, ticaitireiko ʋahosi Vashti, ɀaʋakaramba kuita seɀaʋakarairwa namambo Ahashveroshi nomuromo waʋaranda? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akati, “Murayiro unoti kudini, tichaitireiko vahosi Vashiti, zvavakaramba kuita sezvavakarairwa namambo Ahashivheroshi nomuromo wavaranda?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Pamutemo, chii chinofanira kuitwa kuna vahosi Vhashiti, varega kuita zvarayirwa vayuniki namambo Ahasuerusi zvaatema kuti zviitwe?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Pamutemo, chii chinofanira kuitwa kuna vahosi Vhashiti, varega kuita zvarayirwa vayuniki namambo Ahasuerusi zvaatema kuti zviitwe?” Viz kapitolaShona BIBLE15 akati, “Murairo unoti kudini, tichaitireiko vahosi Vashiti, zvavakaramba kuita sezvavakarairwa namambo Ahasuerusi nomuromo wavaranda?” Viz kapitola |