Estere 1:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo mambo akabvunza vachenjeri vaiziva murayiro uye vainzwisisa zvenguva sezvo yaiva tsika yamadzimambo kubvunza nyanzvi dzezvomurayiro nokururamisira, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo mambo akati kuʋarume ʋakaŋgwara ʋaiziʋa ŋguʋa, (nokuti saiɀoɀo mambo wairaŋgana naʋose ʋaiziʋa murau neɀakatoŋgwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino mambo akakurukura nengwazi dzavarume vaiziva zvomukore iwoyo. Ndiwo aiva maitiro amambo kune vazivisisi vomutemo nokutonga. Viz kapitolaShona BIBLE13 Ipapo mambo akati kuvarume vakangwara vaiziva nguva, (nokuti saizvozvo mambo wairangana navose vaiziva murau nezvakatongwa; Viz kapitola |