Eksodo 9:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jehovha akatsaura nguva uye akati, “Mangwana Jehovha achaita izvi munyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Jehova akatara ŋguʋa, akati: Maŋgwana Jehova ucaita cinhu ici munyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Jehovha akatara nguva akati, “Mangwana Jehovha achaita chinhu ichi munyika ino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akatema nguva yacho achiti, “Mangwana ndiro zuva randichaita izvozvo munyika ino.” Viz kapitola |