Eksodo 9:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Naizvozvo, nenguva ino mangwana ndichatuma chimvuramabwe chakaipisisa kwazvo chisina kumbovapo pamusoro peIjipiti, kubva pazuva rayakavambwa kusvikira zvino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tarira, maŋgwana, neŋguʋa yakaita seino, ndicanisa cimvuramabge cakaipa kwaɀo, cisina‐kumboʋa’po paEgipita kubva pakuʋambga kwayo kuȿikira ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Tarira, mangwana, nenguva yakaita seino, ndichanisa chimvuramabwe chakaipa kwazvo, chisina kumbovapo paIjipiti kubva pakuvambwa kwayo kusvikira zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Viz kapitola |