Eksodo 8:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kana usingatenderi vanhu vangu kuti vaende, ndichatumira bute renhunzi pamusoro pako napamusoro pamachinda ako, napamusoro pavanhu vako uye nomudzimba dzenyu. Dzimba dzavaIjipita dzichazara nenhunzi, uye kunyange pavhu pavamire. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti kana ukaramba kutendera ʋanhu ʋaŋgu, tarira ndicatuma ɓute renhunzi pamsoro pako, napamsoro paʋaranda ʋako, napamsoro paʋanhu ʋako, nomudzimba dzako; dzimba dzaʋaEgipita dzicazara namapute enhunzi, kunyaŋge nevu padzimire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti kana ukaramba kutendera vanhu vangu, tarira ndichatuma bute renhunzi pamusoro pako, napamusoro pavaranda vako, napamusoro pavanhu vako, nomudzimba dzako; dzimba dzavaIjipiti dzichazara namapute enhunzi, kunyange nevhu padzimire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kana ukavarambidza kuenda, ndichaunza bute renhunzi, dzichamomera pauri iwe namachinda ako, navanhu vako, dzichizaridzana mudzimba dzavaIjipiti, dzichiitawo fararira napasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kana ukavarambidza kuenda, ndichaunza bute renhunzi, dzichamomera pauri iwe namachinda ako, navanhu vako, dzichizaridzana mudzimba dzavaIjipiti, dzichiitawo fararira napasi. Viz kapitola |