Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 8:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi Faro akati aona kuti rusununguko rwakanga rwavapo, akaomesa mwoyo wake uye akasada kuteerera Mozisi naAroni, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Farao wakati aciʋona kuti ɀaʋa ɀirinani, akawomesa mŋoyo wake, akasaʋaterera; seɀakaŋga ɀarebga naJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Farao akati achiona kuti zvava zviri nani, akaomesa mwoyo wake, akasavateerera; sezvakanga zvarehwa naJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Sokutaura kwakanga kwamboita Tenzi, Farao paakaona kuti dambudziko iri rapera, akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 8:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy