Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 7:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi akadzokera mumuzinda wake, uye haana kunyange kuzviisa mumwoyo make.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 7:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy